Mupiro 13:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 Nomusi wechinomwe mupristi anofanira kucherekedza hosha; kana akaona kuti haina kupinda mukati pasi peganda, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Nomusi wecinomŋe muprista unofanira kucerekedza hosha; kana akaʋona kuti pakafunuka hapana‐kunyeŋga, pasinemvere tȿuku, dzakaita secena, akaʋona kuti haina‐kupinda mukati pasi peganda, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kuongorora chisasa ichocho. Kana akaona chisina kupararira, vhudzi repo risina kutsvukuruka, chisina kudzika kupfuura ganda, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kuongorora chisasa ichocho. Kana akaona chisina kupararira, vhudzi repo risina kutsvukuruka, chisina kudzika kupfuura ganda, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Pazuva rechinomwe muprista anofanira kuongorora ronda, uye kana kuvava kusina kupararira uye pasina bvudzi renhundurwa uye risingaratidzi kudzika kudarika ganda, Viz kapitola |