Mupiro 13:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 Kana chivara chikaramba chiri panzvimbo yacho, chikasanyenga paganda, asi chava nani, ndiko kuzvimba kwokutsva hako, mupristi anofanira kureva kuti wakanaka hake, nokuti chivara chokutsva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Kana ciʋara cikaramba ciri panɀimbo yaco, cikasanyeŋga paganda, asi caʋa nani, ndiko kuɀimba kwokutȿa hako, muprista unofanira kureʋa kuti wakanaka hake, nokuti ciʋara cokutȿa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi kana vara iroro rakachenuruka rikaramba riri panzvimbo imwechete risina kupararira neganda rakangozvibasviba, kunenge kuchingova zvako kuzviiba kwakasiyiwa neronda routsva. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo haana kun'ora nokuti rinongova vanga rakasiyiwa neronda rokutsva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Asi kana vara iroro rakachenuruka rikaramba riri panzvimbo imwechete risina kupararira neganda rakangozvibasviba, kunenge kuchingova zvako kuzviiba kwakasiyiwa neronda routsva. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo haana kun'ora nokuti rinongova vanga rakasiyiwa neronda rokutsva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Asi kana gwapa rikasapinduka uye risina kupararira neganda, asi raserera, kuzvimba kunobva pakutsva uye muprista achazivisa kuti akachena, rinongova vanga rinobva pakutsva. Viz kapitola |