Mupiro 13:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Kana pakanyenga pose paganda, mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka; ihosha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana pakanyeŋga pose paganda, muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; ihosha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi kana zvapararira neganda, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere ichocho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi kana zvapararira neganda, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere ichocho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Kana zviri kupararira muganda, muprista achazivisa kuti haana kuchena, zvinotapukira. Viz kapitola |