Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:17 - Shona Bible 1949 revised 2002

17 Ipapo mupristi anofanira kumucherekedza; kana akaona kuti hosha yashanduka, ikaita chena, mupristi anofanira kureva kuti une hosha yakanaka, wakanaka hake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ipapo muprista unofanira kumucerekedza; kana akaʋona kuti hosha yashanduka, ikaita cena, muprista unofanira kureʋa kuti unehosha yakanaka, wakanaka hake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Mupristi ngaamuongorore, kana pane chirwere pacho pakachenuruka mupristi ngaataure pachena kuti murwere iyeyo achenurwa ava munhu akachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Mupristi ngaamuongorore, kana pane chirwere pacho pakachenuruka mupristi ngaataure pachena kuti murwere iyeyo achenurwa ava munhu akachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ipapo muprista anofanira kumuongorora uye kana zvironda zvachenuruka, muprista achazivisa kuti munhu ane hosha uyu akachena, ipapo achava akachena.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy