Mupiro 13:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 Kana mupristi akaona nyama yakatsvuka, anofanira kureva kuti haana kunaka; nyama yakatsvuka haina kunaka, maperembudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana muprista akaʋona nyama yakatȿuka, unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; nyama yakatȿuka haina‐kunaka, maperembudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mupristi ngaaongorore ronda rakanyechuka iroro, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ronda rinenge ranyechuka rakan'ora nokuti chirwere chamapere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mupristi ngaaongorore ronda rakanyechuka iroro, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ronda rinenge ranyechuka rakan'ora nokuti chirwere chamapere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Muprista paachaona ronda, achazivisa kuti haana kuchena. Ronda harina kuchena ane chirwere chinotapukira. Viz kapitola |