Mupiro 12:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Nomusi worusere mwanakomana anofanira kudzingiswa chikanda chake chapamberi.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nomusi worusere mŋanakomana unofanira kudziŋgiswa cikanda cake capamberi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Pazuva rorusere, mwana iyeyo ngaadzingiswe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Pazuva rorusere, mwana iyeyo ngaadzingiswe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Pazuva rorusere mukomana uyo anofanira kudzingiswa. Viz kapitola |