Mupiro 11:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 “Regai kudya nyama yazvo, kana zvitunha zvazvo; zvinofanira kuva zvisina kunaka kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Regai kudya nyama yaɀo, kana kuɓata ɀitunha ɀaɀo; ɀinofanira kuʋa ɀisina‐kunaka kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Musadye mhuka idzodzi kana kubata zvitunha zvadzo nokuti dzakan'ora kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Musadye mhuka idzodzi kana kubata zvitunha zvadzo nokuti dzakan'ora kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Hamufaniri kudya nyama yazvo kana kubata zvitunha zvazvo; hazvina kuchena kwamuri. Viz kapitola |