Mupiro 11:45 - Shona Bible 1949 revised 200245 Nokuti ndini Jehovha wakakubudisai panyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu; naizvozvo muve vatsvene, nokuti ini ndiri mutsvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Nokuti ndini Jehova wakakuɓuɗisai panyika yeEgipita, kuti ndiʋe Mŋari wenyu; naiɀoɀo muʋe ʋatȿene, nokuti ini ndiri mutȿene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Ndinodaro nokuti ndini Tenzi ndakakuuyisai kuno, kubva kunyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu. Saka ivai vatsvene nokuti ini ndiri mutsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Ndinodaro nokuti ndini Tenzi ndakakuuyisai kuno, kubva kunyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu. Saka ivai vatsvene nokuti ini ndiri mutsvene. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Ndini Jehovha akakubudisai muIjipiti kuti ndive Mwari wenyu; saka ivai vatsvene nokuti ndiri mutsvene. Viz kapitola |