Mupiro 11:36 - Shona Bible 1949 revised 200236 Asi tsime kana dziva makachengetwa mvura, zvichava zvakanaka; asi chinogunzva chitunha chazvo chichava chisina kunaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Asi tsime kana dziʋa makaceŋgetwa mvura, ɀicaʋa ɀakanaka; asi cinogunɀa citunha caɀo cicaʋa cisina‐kunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Asi chitubu kana tsime rine mvura harin'ore, asi chipi nechipi zvacho chinobatana nechitunha chacho chichava chinhu chakan'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Asi chitubu kana tsime rine mvura harin'ore, asi chipi nechipi zvacho chinobatana nechitunha chacho chichava chinhu chakan'ora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Asi chitubu, kana tsime rokuchera mvura zvinoramba zvakachena, asi ani naani anobata chimwe chezvitunha izvi achava asina kuchena. Viz kapitola |