Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 11:35 - Shona Bible 1949 revised 2002

35 Zvose zvinowirwa nechitunha chazvo, zvichava zvisina kunaka, kana choto, kana chikuva chehari, zvinofanira kuputswa chose; hazvina kunaka, ngazvive zvisina kunaka kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ɀose ɀinowirwa necitunha caɀo, ɀicaʋa ɀisina‐kunaka, kana coto, kana cikuʋa cehari, ɀinofanira kuputswa cose; haɀina‐kunaka, ŋgaɀiʋe ɀisina‐kunaka kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Chinhu chipi nechipi zvacho chinenge chinowirwa nekai zvako kechitunha chazvo chaton'ora, kunyange ikava hari kana choto ngachiputswe-putswe, chan'ora, ngachive chinhu chakan'ora kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Chinhu chipi nechipi zvacho chinenge chinowirwa nekai zvako kechitunha chazvo chaton'ora, kunyange ikava hari kana choto ngachiputswe-putswe, chan'ora, ngachive chinhu chakan'ora kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Chose chinhu chinowirwa nechitunha chazvo chinova chisina kuchena; choto kana hari yokubikira zvinofanira kuputswa. Hazvina kuchena uye munofanira kuzvibata sezvisina kuchena.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 11:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy