Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 11:33 - Shona Bible 1949 revised 2002

33 Hari imwe neimwe yevhu yawirwa mukati mayo nechimwe chazvo, zvose zviri mukati mayo zvinofanira kuva zvisina kunaka, naiyo munofanira kuiputsa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Hari imŋe neimŋe yevu yawirwa mukati mayo necimŋe caɀo, ɀose ɀiri mukati mayo ɀinofanira kuʋa ɀisina‐kunaka, naiyo munofanira kuiputsa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Mumudziyo wevhu upi noupi zvawo machinenge chadonhera, zvose zvinenge zvirimo zvaton'ora, putsai mudziyo iwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Mumudziyo wevhu upi noupi zvawo machinenge chadonhera, zvose zvinenge zvirimo zvaton'ora, putsai mudziyo iwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Kana chimwe chazvo chikawira muhari yevhu, zvose zviri mairi zvichava zvisina kuchena, uye munofanira kuputsa hari yacho.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 11:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy