Mupiro 11:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 “Zvisakanaka kwamuri pakati pezvinokambaira, zvinokambaira panyika ndizvo: Chidembo, negonzo, namarudzi egwavava, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀisakanaka kwamuri pakati peɀinokambaira, ɀinokambaira panyika ndiɀo: Ciɗembo, negonzo, namarudzi egwaʋaʋa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Utwu nditwo tupuka twakan'ora kwamuri pakati petupuka twose tunoita bvakanyira panyika, kunoti nhuta nembeva nomupurwa nemarudzi awo ose nechipotanemadziro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Utwu nditwo tupuka twakan'ora kwamuri pakati petupuka twose tunoita bvakanyira panyika, kunoti nhuta nembeva nomupurwa nemarudzi awo ose nechipotanemadziro, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “ ‘Pamhuka dzinokambaira panyika, idzi hadzina kuchena kwamuri: chidembo, gonzo, namarudzi ose egwavava, Viz kapitola |