Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 11:28 - Shona Bible 1949 revised 2002

28 Munhu unotakura zvitunha zvazvo ngaasuke nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko; zvinofanira kuva zvisakanaka kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Munhu unotakura ɀitunha ɀaɀo ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko; ɀinofanira kuʋa ɀisakanaka kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Ani naani anotakura chitunha chadzo, anofanira kusuka hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Izvozvo zvakan'ora kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Ani naani anotakura chitunha chadzo, anofanira kusuka hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Izvozvo zvakan'ora kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Ani naani achanhonga zvitunha zvadzo anofanira kusuka nguo dzake uye achava akasviba kusvikira manheru. Hadzina kuchena kwamuri.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 11:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy