Mupiro 11:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Zvose zviri mumvura zvisina zvimbi namakwande zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀose ɀiri mumvura ɀisineɀimbi namakwande ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zvose zvomumvura zvisina zvimbi namakwande zvakaipa kwazvo kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zvose zvomumvura zvisina zvimbi namakwande zvakaipa kwazvo kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Chose chinhu chinorarama mumvura chisina zvimbi namakwati chinonyangadza kwamuri. Viz kapitola |