Online Bible

- Reklamy -

Mika 7:9 - Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ndichatakura kutsamwa kwaJehovha, nokuti ndakamutadzira, kusvikira achindireverera mhosva yangu, nokundiruramisira mhaka yangu; uchandibudisira kuchiedza, ndichaona kururama kwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ndicatakura kutsamŋa kwaJehova, nokuti ndakamutadzira, kuȿikira acindireʋerera mhoȿa yaŋgu, nokundiruramisira mhaka yaŋgu; ucandiɓuɗisira kuciedza, ndicaʋona kururama kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ndichatirira zvangu kushatirirwa kwandakaitwa naTenzi nokuti ndakamutadzira kusvikira iye Mwari ava kutondirevererawo andienzanisirawo mhosva yangu. Achandisvitsa kuchiedza ndichitozvionerawo kununura kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ndichatirira zvangu kushatirirwa kwandakaitwa naTenzi nokuti ndakamutadzira kusvikira iye Mwari ava kutondirevererawo andienzanisirawo mhosva yangu. Achandisvitsa kuchiedza ndichitozvionerawo kununura kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Nokuti ndakamutadzira, ndichatakura kutsamwa kwaJehovha, kusvikira andireverera mhosva yangu uye asimbisa kodzero yangu. Achandibudisira kuchiedza, ndichaona kururama kwake.

Viz kapitola kopírovat

Mika 7:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy