Mika 7:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 “Asi kana ndirini ndichatarira kuna Jehovha, ndichamirira Mwari woruponeso rwangu; Mwari wangu uchandinzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi kana ndiri’ni ndicatarira kunaJehova, ndicamirira Mŋari woruponeso rwaŋgu; Mŋari waŋgu ucandinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi kana ndiri ini, changu kutarisa kuna Tenzi. Ndichamirira Mwari, ruponesi rwangu, Mwari wangu achandinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi kana ndiri ini, changu kutarisa kuna Tenzi. Ndichamirira Mwari, ruponesi rwangu, Mwari wangu achandinzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi kana ndirini, ndinomirira netariro kuna Jehovha, ndinomirira Mwari Muponesi wangu; Mwari wangu achandinzwa. Viz kapitola |