Mika 7:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Muchaitira Jakobho zvokwadi yenyu, naAbhurahamu nyasha dzenyu, idzo dzamakapikira madzibaba edu kubva pamazuva akare.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Mucaitira Jakobo ɀokwaɗi yenyu, naAbrahama nyasha dzenyu, idzo dzamakapikira madziɓaɓa eɗu kubva pamazuʋa akare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Imi mucharatidza vokwaJakobho kutendeseka kwenyu muchionesawo vokwaAbhurahamu mwoyochena wenyu sokupika nemhiko kwamakaita kumadzibaba edu kubvira pasichigare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Imi mucharatidza vokwaJakobho kutendeseka kwenyu muchionesawo vokwaAbhurahamu mwoyochena wenyu sokupika nemhiko kwamakaita kumadzibaba edu kubvira pasichigare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Muchava makatendeka kuna Jakobho, mucharatidza nyasha kuna Abhurahama, sezvamakapika mhiko kumadzibaba edu mumazuva akare. Viz kapitola |