Mika 7:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Vanhu vanoda Mwari vakaparara panyika, hakuchina vakarurama pakati pavanhu; vose vakavandira kuteura ropa, mumwe nomumwe anovhima hama yake nomumbure. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋanhu ʋanoɗa Mŋari ʋakaparara panyika, hakucina‐ʋakarurama pakati paʋanhu; ʋose ʋakaʋandira kuteʋura ropa, mumŋe nomumŋe unovima hama yake nomumbure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vanhu vanotya Mwari vapera pasi pano, muvanhu'mu hamusisina mutsvene. Vose zvavo vanohwandirana vachida kuurayana vachivhimana nomumbure hama nehama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vanhu vanotya Mwari vapera pasi pano, muvanhu'mu hamusisina mutsvene. Vose zvavo vanohwandirana vachida kuurayana vachivhimana nomumbure hama nehama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vanhu vano umwari vabviswa panyika; hapana mumwe akarurama asara. Vanhu vose vanovandira kuti vateure ropa; mumwe nomumwe anovhima hama yake nomumbure. Viz kapitola |