Mika 7:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 Ndichavaratidza zvinhu zvinoshamisa sapamazuva okubuda kwenyu munyika yeIjipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ndicaʋaratidza ɀinhu ɀinoshamisa sapamazuʋa okuɓuɗa kwenyu munyika yeEgipita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Sapamazuva aya amakabuda munyika yeIjipiti muvaratidze zvinhu zvinoshamisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Sapamazuva aya amakabuda munyika yeIjipiti muvaratidze zvinhu zvinoshamisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Sapamazuva amakabuda kubva muIjipiti, ndichavaratidza zvishamiso zvangu.” Viz kapitola |