Mika 7:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Kunyange zvakadaro nyika ichava dongo, nemhaka yavageremo, nemhaka yezvibereko zvamabasa avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kunyaŋge ɀakaɗaro nyika icaʋa ɗoŋgo, nemhaka yaʋagere’mo, nemhaka yeɀiɓereko ɀamaɓasa aʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi nyika ichasara yava renje pamusana pavagari vayo uri mubayiro wezviito zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi nyika ichasara yava renje pamusana pavagari vayo uri mubayiro wezviito zvavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nyika ichava dongo nokuda kwavagari vayo, nokuda kwamabasa avo. Viz kapitola |