Mika 5:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 “Zvino nezuva iro ndizvo zvinotaura Jehovha ndichaparadza mabhiza enyu pakati penyu, nokuputsa ngoro dzenyu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino nezuʋa iro — ndiɀo ɀinotaura Jehova — ndicaparadza mabiza enyu pakati penyu, nokuputsa ŋgoro dzenyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Pazuva iroro, ndizvo zviri kutaura Tenzi, pakati penyu ndichauraya mabhiza enyu ndichiparadza ngoro dzenyu dzehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Pazuva iroro, ndizvo zviri kutaura Tenzi, pakati penyu ndichauraya mabhiza enyu ndichiparadza ngoro dzenyu dzehondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “ndichaparadza mabhiza enyu pakati penyu uye ndichapwanya ngoro dzenyu. Viz kapitola |