Online Bible

- Reklamy -




Mika 3:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvanzi naJehovha pamusoro pavaporofita, vakatsausa vanhu vangu, vanoruma nameno avo, vachidana vachiti, ‘Rugare!’ Asi asingaisi chinhu mumiromo yavo, vanomumukira hondo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀanzi naJehova pamsoro paʋaprofita, ʋakatsausa ʋanhu ʋaŋgu, ʋanoruma nameno aʋo, ʋaciɗana ʋaciti: Rugare! asi usiŋgaisi cinhu mumiromo yaʋo, ʋanomumukira hondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvanzi naTenzi kuna vaporofita vanotungamirira vanhu vangu mutome, munodaidzira kuti, “Kwakanaka,” kana muchiwaniswa chokudya asi kune vasingakuwanisi chokuisa kumuromo heyo hondo naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zvanzi naTenzi kuna vaporofita vanotungamirira vanhu vangu mutome, munodaidzira kuti, “Kwakanaka,” kana muchiwaniswa chokudya asi kune vasingakuwanisi chokuisa kumuromo heyo hondo naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Zvanzi naJehovha: “Kana vari vaprofita vanotsausa vanhu vangu, kana mumwe akavapa zvokudya, vanodanidzira kuti ‘Rugare’; kana akasavapa, vanogadzirira kumurwisa.

Viz kapitola kopírovat




Mika 3:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy