Online Bible

- Reklamy -




Mika 3:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 imi, munodyawo nyama yavanhu vangu, muchisvuura ganda ravo, munovhuna mapfupa avo, muchiaguranya, sezvinoiswa muhari, senyama iri mugate.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 imi, munodya ʋo nyama yaʋanhu ʋaŋgu, muciȿuʋura ganda raʋo, munovuna mafupa aʋo, muciaguranya, seɀinoiswa muhari, senyama iri mugate.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Munodya vanhu vangu nyama, muchivakwatura ganda imi. Muchivatyora-tyora mapfupa muchivajajada senyama mupoto, senyama zvayo mumazibhodho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Munodya vanhu vangu nyama, muchivakwatura ganda imi. Muchivatyora-tyora mapfupa muchivajajada senyama mupoto, senyama zvayo mumazibhodho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 munodya nyama yavanhu vangu, munobvisa ganda ravo, muchivhuna mapfupa avo kuita zvidimbu; munovatema-tema senyama yokuisa mupani, senyama yomuhari?”

Viz kapitola kopírovat




Mika 3:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy