Online Bible

- Reklamy -




Mika 3:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 Iyemi, munovenga zvakanaka, muchida zvakaipa, munovhiya vanhu ganda ravo, muchibvambura nyama yavo pamapfupa avo;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Iyemi, munoʋeŋga ɀakanaka, muciɗa ɀakaipa, munoviya ʋanhu ganda raʋo, mucibvambura nyama yaʋo pamafupa aʋo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Imi munovenga zvakanaka muchida zvakaipa, munovhiya vanhu vangu ganda muchivamwaura nyama pamapfupa avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Imi munovenga zvakanaka muchida zvakaipa, munovhiya vanhu vangu ganda muchivamwaura nyama pamapfupa avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 imi munovenga zvakanaka muchida zvakaipa; munofunura ganda pamapfupa;

Viz kapitola kopírovat




Mika 3:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy