Mika 1:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Nokuti tarirai, Jehovha anobuda panzvimbo yake, achaburuka nokutsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti tarirai, Jehova unoɓuɗa panɀimbo yake, ucaɓuruka nokutsika panɀimbo dzakakwirira dzenyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndinodaro nokuti Tenzi ari kuuya achibva kunzvimbo yake, achaburuka pasi agotsokodzera nzvimbo dzakatunhumara dzapanyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndinodaro nokuti Tenzi ari kuuya achibva kunzvimbo yake, achaburuka pasi agotsokodzera nzvimbo dzakatunhumara dzapanyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Tarirai! Jehovha ari kubuda panzvimbo yaanogara: anoburuka pasi agotsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika. Viz kapitola |