Mateo 8:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 achiti, “Ishe, muranda wangu avete kumba, akafa mitezo, asi anotambudzika kwazvo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 aciti: Ishe, muranda waŋgu uʋete kumba, akafa mitezo, asi unotambudzika kwaɀo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 achiti, “Tenzi muranda wangu arere kumba; mitezo yake yatonhora uye ari kurwadziwa zvakanyanya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 achiti, “Tenzi muranda wangu arere kumba; mitezo yake yatonhora uye ari kurwadziwa zvakanyanya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akasvikoti, “Ishe, muranda wangu arere kumba, akafa mitezo, uye ari kurwadziwa zvikuru.” Viz kapitola |