Online Bible

- Reklamy -




Mateo 8:18 - Shona Bible 1949 revised 2002

18 Jesu, akati achiona vanhu vazhinji vakamukomba, akaraira kuti vayambukire mhiri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Jesu, wakati aciʋona ʋanhu ʋazhinji ʋakamukomba, akaraira kuti ʋayambukire mhiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Jesu, paakaona gungano guru ravanhu vakanga vamuunganira akati, ngatiyambukei mhiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Jesu, paakaona gungano guru ravanhu vakanga vamuunganira akati, ngatiyambukei mhiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Jesu akati aona vanhu vazhinji vakamukomberedza akarayira kuti vayambuke vaende kune rimwe divi regungwa.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 8:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy