Mateo 7:27 - Shona Bible 1949 revised 200227 Mvura ikanaya, mvura zhinji ikauya, madutu akavhuvhuta, zvikarova imba iyo, ikawa, kuwa kwayo kukava kukuru.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Mvura ikanaya, mvura zhinji ikaʋuya, mitutu ikavuvuta, ikaroʋa imba iyo, ikawa, kuwa kwayo kukaʋa kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mvura yakanaya, mafashamo akauya. Dutu rakavhuvhuta rikaroverera paimba iyoyo ikawa, kuwa kwayo kwakava kukuru kwazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Mvura yakanaya, mafashamo akauya. Dutu rakavhuvhuta rikaroverera paimba iyoyo ikawa, kuwa kwayo kwakava kukuru kwazvo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mvura yakanaya, nzizi dzikazara, uye dutu remhepo rakauya rikarova imba iya ikawa nokuwa kukuru.” Viz kapitola |