Mateo 7:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Nokuti suo rakamanikana, nenzira inhete, inoenda kuhupenyu, uye vanoiwana vashoma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti suʋo rakamanikana, nenzira inhete, inoenda kuʋupenyu, ʋanoiwana ʋashoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi isuo rakamanikana uye nzira yacho yakaoma inoendesa kuupenyu, vanoiwana vacho vashoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi isuo rakamanikana uye nzira yacho yakaoma inoendesa kuupenyu, vanoiwana vacho vashoma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi suo duku nenzira yakamanikana ndizvo zvinotungamirira kuupenyu, uye vashoma chete, ndivo vanozviwana. Viz kapitola |