Mateo 6:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Naizvozvo musafanana navo; nokuti Baba venyu vanoziva zvamunoshayiwa, musati makumbira kwavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Naiɀoɀo musafanana naʋo; nokuti Ƃaɓa ʋenyu ʋanoziʋa ɀamunoshaiwa, musati makumbira kwaʋari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Musafanane navo, nokuti Baba venyu vanoziva zvamunoda musati mavakumbira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Musafanane navo, nokuti Baba venyu vanoziva zvamunoda musati mavakumbira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Musafanana navo nokuti Baba venyu vanoziva zvamunoshayiwa musati mavakumbira. Viz kapitola |