Mateo 6:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 “Munofunganyireiko pamusoro pezvokupfeka? Fungai maruva ebundo, kumera kwawo; haabati basa, haaruki; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Munofuŋganyireiko pamsoro peɀokufuka? Fuŋgai maruʋa eɓundo, kumera kwawo; haaɓati, haaruki; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ko munozvinetsereiko muchifunga nezvokupfeka? Tarisai muone maruva esango kuti anokura sei. Haabati basa kana kuruka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ko munozvinetsereiko muchifunga nezvokupfeka? Tarisai muone maruva esango kuti anokura sei. Haabati basa kana kuruka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Ko, munofunganyirei pamusoro pezvokupfeka? Tarirai kuti maruva esango anokura sei? Haashandi kana kuruka. Viz kapitola |