Mateo 5:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 “Vakaropafadzwa vane mwoyo yakachena; nokuti vachaona Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakaropafadzwa ʋakacena pamŋoyo; nokuti ʋacaʋona Mŋari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakakomborerwa zvavo vakachena pamwoyo nokuti vachaona Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakakomborerwa zvavo vakachena pamwoyo nokuti vachaona Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakaropafadzwa vakachena pamwoyo, nokuti vachaona Mwari. Viz kapitola |