Mateo 5:40 - Shona Bible 1949 revised 200240 Kana munhu achida kukukwirira, kuti akutorere nguo yako yomukati, umutendere nenguo yokunzewo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Kana munhu aciɗa kukukwirira, kuti akutorere ŋguʋo yako yomukati, umutendere neŋguʋo yokunze ʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Kana munhu achida kukukwirira dare achida kukutorera bhatye rako ibva wamupa nejasi rako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Kana munhu achida kukukwirira dare achida kukutorera bhatye rako ibva wamupa nejasi rako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Kana munhu akakukwirira kumatare achida kukutorera nguo yako, rega atorewo nejasi rako. Viz kapitola |