Mateo 5:36 - Shona Bible 1949 revised 200236 Usapika kana nomusoro wako, nokuti haugoni kushandura ruvhudzi rumwe kuti ruve ruchena kana rutema.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Usapika kana nomusoro wako, nokuti haugoni kushandura ruvudzi rumŋe kuti ruʋe rucena kana rutema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Usapike nomusoro wako nokuti haugoni kusandura ruvhudzi rwako kuti ruve ruchena kana rutema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Usapike nomusoro wako nokuti haugoni kusandura ruvhudzi rwako kuti ruve ruchena kana rutema. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Uye usapika nomusoro wako nokuti haugoni kuita kuti bvudzi rimwe chete rive jena kana dema. Viz kapitola |