Mateo 5:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Akati achiona vanhu vazhinji, akakwira mugomo; akagara pasi, vadzidzi vake vakaswedera kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Wakati aciʋona ʋanhu ʋazhinji, akakwira mugomo; akagara pasi, ʋadzidzi ʋake ʋakasweɗera kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu akati achiona gurusvusvu riya ravanhu akakwira mugomo. Paakagara pasi vadzidzi vake vakauya kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu akati achiona gurusvusvu riya ravanhu akakwira mugomo. Paakagara pasi vadzidzi vake vakauya kwaari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino akati aona vanhu vazhinji, akakwira mugomo uye akagara pasi. Vadzidzi vake vakauya kwaari, Viz kapitola |