Mateo 4:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 akati kwaari, “Izvi zvose ndichakupa, kana ukawira pasi ukandipfugamira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 akati kwaari: Iɀi ɀose ndicakupa, kana ukawira pasi ukandinamata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Satani akati kwaari, “Zvose izvi ndinokupa kana ukati pasi gwadagwa uchindinamata.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Satani akati kwaari, “Zvose izvi ndinokupa kana ukati pasi gwadagwa uchindinamata.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 akati, “Zvose izvi ndichakupa kana ukandikotamira uye ukandinamata.” Viz kapitola |