Mateo 4:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Pakarepo vakasiya igwa nababa vavo, vakamutevera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Pakarepo ʋakasiya igwa naɓaɓa ʋaʋo, ʋakamuteʋera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pakarepo vakabva vasiya igwa nababa vavo vakamutevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Pakarepo vakabva vasiya igwa nababa vavo vakamutevera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 uye pakarepo vakasiya igwa nababa vavo vakamutevera. Viz kapitola |