Mateo 4:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 kuti zviitike zvakarehwa nomuporofita Isaya, achiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 kuti ɀiitike ɀakarebga nomuprofita Isaya, aciti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 kuti zviya zvakanga zvataurwa nomuporofita Isaya zvizadzikiswe zvokuti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 kuti zviya zvakanga zvataurwa nomuporofita Isaya zvizadzikiswe zvokuti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 kuti azadzise zvakarehwa nomuprofita Isaya achiti: Viz kapitola |