Mateo 3:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Asi Johani akaedza kumudzivisa, akati, “Ndini ndinofanira kubhabhatidzwa nemi, ko mouya kwandiri sei?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi Johane wakaidza kumudziʋisa, akati: Ndini ndinofanira kubapatidzwa nemi, ko moʋuya kwandiri sei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Johani aida kumurambidza achiti, “Ini ndini ndinofanira kuombekwa nemi. Zvino imi ndimi mouya kwandiri here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Johani aida kumurambidza achiti, “Ini ndini ndinofanira kuombekwa nemi. Zvino imi ndimi mouya kwandiri here?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi Johani akaedza kumudzivisa achiti, “Ini ndini ndinotofanira kubhabhatidzwa nemi, imi mouya sei kwandiri?” Viz kapitola |