Online Bible

- Reklamy -




Mateo 3:13 - Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino Jesu akabva Gariria, akasvika kuna Jorodhani kuzobhabhatidzwa naJohani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino Jesu wakabva Garirea, akaȿika paJoridani kunaJohane kuzobapatidzwa naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Jesu akabva kuGarirea achienda kurwizi rwaJorodhani kwaiva naJohani kundoombekwa naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Jesu akabva kuGarirea achienda kurwizi rwaJorodhani kwaiva naJohani kundoombekwa naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ipapo Jesu akabva kuGarirea akauya kuJorodhani kuti azobhabhatidzwa naJohani.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 3:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy