Mateo 28:18 - Shona Bible 1949 revised 200218 Ipapo Jesu akasvika, akataura kwavari, akati, “Ndakapiwa simba rose kudenga napanyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ipapo Jesu wakaȿika, akataura kwaʋari, akati: Ndakapiwa simba rose kuɗeŋga napanyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu akauya akati kwavari, “Simba rose pasi nokudenga rakapiwa kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Jesu akauya akati kwavari, “Simba rose pasi nokudenga rakapiwa kwandiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo Jesu akasvika pavari akati, “Simba rose kudenga napanyika rakapiwa kwandiri. Viz kapitola |