Mateo 28:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 vachiti, “Taurai muchiti, ‘Vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba, isu tivete.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ʋaciti: Taurai muciti: Ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya ʋusiku ʋakamuɓa, isu tiʋete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vachiti, “Taurirai vanhu kuti vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu takakotsira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 vachiti, “Taurirai vanhu kuti vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu takakotsira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 vakati kwavari, “Imi munofanira kutaura muchiti, ‘Vadzidzi vake vakauya usiku vakamuba isu tivete.’ Viz kapitola |