Mateo 28:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Vakati vaungana navakuru, vakarangana, vakapa varwi mari zhinji, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakati ʋaʋuŋgana naʋakuru, ʋakaraŋgana, ʋakapa ʋarwi mari zhinji, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vakaita dare navakuru vakuru ndokuita zano rokupa masoja chitsama chakati kuti chemari Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vakaita dare navakuru vakuru ndokuita zano rokupa masoja chitsama chakati kuti chemari Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vaprista vakuru vakati vasangana navakuru, uye vafunga zano, vakapa varwi mari zhinji Viz kapitola |