Mateo 27:56 - Shona Bible 1949 revised 200256 Pakati pavo kwakanga kuna Maria Magadharene, naMaria mai vaJakobho naJose, namai vavanakomana vaZebhedhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Pakati paʋo kwakaŋga kunaMaria Magdarene, naMaria mai ʋaJakobo naJose, namai ʋaʋanakomana ʋaZebedi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Pakati pavo paiva naMaria Maghadharena naMaria amai Jemusi naJosefi namai vavanakomana vaZebhedhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona56 Pakati pavo paiva naMaria Maghadharena naMaria amai Jemusi naJosefi namai vavanakomana vaZebhedhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Pakati pavo paiva naMaria Magadharena, Maria mai vaJakobho naJosefa, namai vavanakomana vaZebhedhi. Viz kapitola |