Mateo 27:48 - Shona Bible 1949 revised 200248 Pakarepo mumwe wavo wakamhanya, akatora chipanje, akachizadza nevhiniga, ndokuchiisa parutsanga, akamunwisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Pakarepo mumŋe waʋo wakamhanya, akatora cipanje, akacizadza nevinega, ndokuciisa parutsaŋga, akamunwisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Mumwe wavo, pakarepo, akamhanya akatora chifovefove ndokuchinyika muwaini inovava kusvika chazara. Akachibairira parutsanga akamupa kuti anwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Mumwe wavo, pakarepo, akamhanya akatora chifovefove ndokuchinyika muwaini inovava kusvika chazara. Akachibairira parutsanga akamupa kuti anwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Pakarepo mumwe wavo akamhanya akatora chipanje. Akachizadza newaini yevhiniga ndokuchiisa pachimuti, achibva apa Jesu kuti anwe. Viz kapitola |