Mateo 27:43 - Shona Bible 1949 revised 200243 Aivimba naMwari; ngaachimusunungura zvino pamuchinjikwa, kana achimuda; nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Waiʋimba naMŋari; ŋgaacimusunuŋgura ɀino pamucinjikwa, kana acimuɗa; nokuti wakati: Ndiri Mŋanakomana waMŋari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Anovimba naMwari. Ko iye Mwari ngaachimuponesaka kana achimuda nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Anovimba naMwari. Ko iye Mwari ngaachimuponesaka kana achimuda nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Anovimba naMwari saka ngaachimununura iye zvino kana achimuda, nokuti akati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari.’ ” Viz kapitola |