Mateo 27:41 - Shona Bible 1949 revised 200241 Saizvozvo vapristi vakuru, navanyori navakuru, vakamuseka, vachiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Saiɀoɀo ʋaprista ʋakuru, naʋanyori naʋakuru, ʋakamuseka, ʋaciti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo navakuru vakuru vakamunyombawo vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo navakuru vakuru vakamunyombawo vachiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Nenzira imwe cheteyo, vaprista vakuru, navadzidzisi vomurayiro navakuru vakamuseka vachiti, Viz kapitola |