Mateo 27:26 - Shona Bible 1949 revised 200226 Zvino akavasunungurira Bharabhasi, asi Jesu akamurovesa kwazvo, akamuisa kwavari, kuti aroverwe pamuchinjikwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino akaʋasunuŋgurira Barabasi, asi Jesu wakamuroʋesa kwaɀo, akamuisa kwaʋari, kuti aroʋerwe pamucinjikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akavasunungurira Bharabhasi. Asi ndokurova Jesu zvikuru akamuturira mumaoko avo kuti vamuroverere pamuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Akavasunungurira Bharabhasi. Asi ndokurova Jesu zvikuru akamuturira mumaoko avo kuti vamuroverere pamuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ipapo akavasunungurira Bharabhasi, asi akaita kuti Jesu arohwe, uye akamupa kwavari kuti arovererwe pamuchinjikwa. Viz kapitola |