Mateo 27:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 Gavhuna akapindura, akati kwavari, “Munoda kuti ndikusunungurirei aniko kuna ivavo vaviri?” Vakati, “Bharabhasi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Muɓati akapindura, akati kwaʋari: Munoɗa kuti ndikusunuŋgurirei aniko kunaiʋaʋo ʋaʋiri? Ʋakati: Barabasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mutongi akatizve kwavari, “Pavaviri ava ndiani wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Ivo vakati, “Bharabhasi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mutongi akatizve kwavari, “Pavaviri ava ndiani wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Ivo vakati, “Bharabhasi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Mubati akabvunza akati, “Ndoupi pavaviri ava wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Vakapindura vakati, “Bharabhasi!” Viz kapitola |