Mateo 27:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 vakamusunga, vakaenda naye, vakamuisa kuna Pirato, aiva gavhuna. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋakamusuŋga, ʋakaenda naye, ʋakamuisa kunaPirato, muɓati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakamusunga ndokuenda naye vakandomuturira kuno mutongi Pirato. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vakamusunga ndokuenda naye vakandomuturira kuno mutongi Pirato. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vakamusunga, vakaenda naye vakandomuisa kuna Pirato uyo aiva mubati. Viz kapitola |